LYRIC

Mukarindirana upenyu, iwe chingogadzira yako mhenyu
Show dem they can do what nobody can do
Hapana chitsva pakutsvaka saka go and do
Wangu chingo sota sota sota sota
Wangu chingo sota
Pedzera masports paku sota sota sota
Usatarise asvotwa
Wangu chingo sota sota sota sota
Wangu chingo sota
Pedzera masports paku sota sota sota
Usatarise chashota

Be a mister fix thing, get the thing done
Laziness is something a we no can done
Who say me fit back you if va’no pardon
Silly if you don’t think me is your carbon
Usave wekutaimira mikana
Chingogara wango vaka wega door
Mukana wekutaimira minana
Chingogara wango vaka wega door
Mukaringiro re upenyu
Iwe chingogadzira yako mhenyu
Show dem they can do what nobody can do
Hapana chitsva pakutsvaka saka go and do
Wangu chingo sota sota sota sota
Wangu chingo sota
Pedzera masports paku sota sota sota
Usatarise asvotwa
Wangu chingo sota sota sota sota
Wangu chingo sota
Pedzera masports paku sota sota sota
Usatarise chashota

Angave ari ma battery akafa kana fridge yakafa
Hatungo kanike munhu chete
Tiri ma essential workers chero strep totsvaga
Hatingo shandire change chete
To sota, sotaaaa
Kuti tizo fambawo memota
Haitirare kana yakashota
Zuva richibuda tato tota
Mukaringiro re upenyu
Iwe chingogadzira yako mhenyu
Show dem they can do what nobody can do
Hapana chitsva pakutsvaka saka go and do
Wangu chingo sota sota sota sota
Wangu chingo sota
Pedzera masports paku sota sota sota
Usatarise asvotwa
Wangu chingo sota sota sota sota
Wangu chingo sota
Pedzera masports paku sota sota sota
Usatarise chashota

Added by

yanson

SHARE

Comments are off this post