LYRIC

Gone ane wake gone
Tose tine watinokumurira ngowani
Gone ane wake gone
Tose tine watinokumurira
(Ra, ra, tine watinokumurira)
(Ayo Young D you got dat?)
Ha

Mamuka seiko mashefu? Salute
Ane marinde mukuru ndiye Dangote
Mamuka seiko mashefu? Salute
Ane marinde mukuru ndiye Dangote

Vanomira nemasister akanakanaka vanoslayer
Vanoramba vari vega padengadenga pamanera
Ummm, salute waaa
Kuna Silent Killer waaa
Tose waaa, waaa

(Oooooh ohhhh) Ummm vanofamba vachiti heeeyi
(Oooooh ohhhh) Nekuti vane chiringa
(Oooooh ohhhh) Vanofamba vachiti heeeyi
(Oooooh ohhhh) Vanorima riva
Nekuti vane chiringa

Gone ane wake gone
Tose tine watinokumurira ngowani
Gone ane wake gone
Tose tine watinokumurira
(Ra, ra, tine watinokumurira)

Done, vakamira kunge danda
Vakaomesa musoro kunge damba
Inga maona chaunga chemajita
Iwe, tichivhaya kadhimba

Mamuka seiko mashefu? Salute
Ane marinde mukuru ndiye Dangote
Iwenerera, vakaenda vamwe wenera kune shasha
Vakadzoka ganda ratsvuka zvikanzi munodada
Ummm, salute waaa
Kuna Silent Killer waaa
Tose waaa, waaa

(Oooooh ohhhh) Ummm vanofamba vachiti heeeyi
(Oooooh ohhhh) Vanofamba vachiti heeeyi
Nekuti vane chiringa

Gone ane wake gone
Tose tine watinokumurira ngowani
Gone ane wake gone
Tose tine watinokumurira
(Ra, ra, tine watinokumurira)

Added by

yanson

SHARE

Comments are off this post